Слова песни Mhoro -Afrika Revenge

Здравствуйте пользователи ресурса TheSong RU - сегодня предлагаем Вашему вниманию текст песни Mhoro -Afrika Revenge . Вся информация относительно прав собственности находятся у собственника песни, на данном ресурсе предоставлена информация исключительно в ознакомительных целях.

Handichambo kwanisa kumirira 
uyewo kuva mudzimai wako
Ndikitse, ndihorodhe, 
oh-h ndijunge nozamu    x2

Ndikitse, ndihorodhe ndije urimi,
oh-h ndijunge nozamu

Mhoro mudiwa wangu, dhali wangu
Unozviziva kuti ndinokuda, nemoyo wese
Ndinofarira kugara muganga rako, mundangariro dzako
Pese paunonakidzwa, dali wangu,
Pese paunotsenga, I'm your sweet sensation
Ukangoti nzve-e kubusiness trip, no no ndenetseka
Haumbofanira kundisiya, ndiri ndega
Ndapfugama nemabvi nemagokora

Mudiwa wangu, huya tigarisane
Ndino kuda, ndinofarira chimiro chako
Mudiwa wangu, huya tigarisane
Ndino kuda, hona step yako seka super model
Hona chimiro chako sa Naomi Campbell
Well, I dream of you ndirere

Oh-h, handimbo swera mushe
Kana ndisina kuona maziso ako e round
Oh-h, chiuya mudiwa, huya oh-h yeah

Hello, mudiwa wangu
Kana tiri pafoni,
Ropa rotangise kumha, nezwi rako
Ndotange kurumwa-rumwa muviri, neka feeling
I like your look, uine kaguvhu out,
Ukasunga bvudzi rako
Kutaura kuno handichambo gona
Darling wangu
Kutaura kuno handichambo kwanisa
Chido chemoyo
Well, I dream of you ndirere

Oh-h, handimbo swera mushe
Kana ndisina kuona maziso ako e round
Oh-h, chiuya mudiwa, uuuu-u

Mudiwa wangu
Mudiwa wangu, oh
Ndikumbire commitment
Mudiwa wangu
Mudiwa wangu, oh
Ndicha kupa zvose x2
Понравилась статья? Поделиться с друзьями:
Adblock detector